KwaunobvaDuramazwiNnhanho

Duramazwi · zita

nhanho

step

munhasvunhambwe

Zvinoreva

Nhanho rudzi rwembeva yakacheneruka, inogara munzvimbo ine bundo guru uye inofamba ichitsvaka zvokudya masikati.

Nhanho chinhambwe chinenge chiri pakati pepanenge pakatsika rimwe gumbo, kusvika panenge pachizotsika gumbo rechipiri kana munhu achifamba.

1

Vana mudhumeni vanoshandisa nhanho dzavo pakuyera minda.

Kana uchinzuwaira unenge uchifamba uchiita nhanho diki nekufambisa-fambisa mapipito.

Kuti pigida pigida kufamba uchiita nhanho diki, zvine mutsindo mukati.

2

Zvakafanana

munhasvu · nhambwe

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhanhu

Kuti nhanhu kukwakuka kunoita datya.

Verenga

Swipe for the next word