KwaunobvaDuramazwiNnhano

1

Kupidaira kufamba nhano diki kwemunhu mufupi, achiratidza kuremerwa nomuviri wake.

Kana uchifambisa unenge uchikurumidza kukanda nhano refu kuti uchimbidze kusvika kwauri kuenda.

Nhano ndepakakwirira pakagadzirwa nematanda panoomeserwa chibage.

2

Nhano ndepakakwirira pakagadzirwa nematanda panoomeserwa chibage.

Zvine chekuita

nhanho

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhanyararo

Nhanyararo inzvimbo inenge iri pakati pamakumbo kana akaaparadzanisa.

Verenga

Swipe for the next word