KwaunobvaDuramazwiNnhanhi

Zvinoreva

Nhanhi urwere hwakareba hunopedza muviri womunhu.

Nhanhi ibhasikiti diki risina muvharo.

Kuti nhanhi kuuruka uchibva pane chimwe chinhu pawanga wakamira uchienda pane chimwe.

1

2

3

Zvakafanana

ndongorera

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhanhira

Kunhanhira kuuruka uchibva padombo rimwe kuenda pane rimwe.

Verenga

Swipe for the next word