KwaunobvaDuramazwiNnhango [nhengo]

Duramazwi · zita

nhango [nhengo]

Zvinoreva

Chidimbu chaunogoverwa kana kunyeurirwa.

1

Chidimbu chaunogoverwa kana kunyeurirwa.

2

Nhango chidimbu chidiki chenyama yakabikwa.

Ndapihwa nhango mbiri chete dzenyama dzekudyisa sadza.

3

Nhango mashoko okuraya nokurayira asi asiri okutuka munhu.

4

Nhango rudzi rwenhetembo dzokurayira kana kudzidzisa nekutsoropodza, asi dzinotaurwa senyaya.

Pasichigare nhango dzaitaurwa pamatare.

Zvakafanana

nhindi

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhanha

(nhanha) Nhanha izwi rinotaurwa nomwana mudiki kana kuti kumwana mudiki asati ava kunyatsogona kutaura, iro richitoreva-wo kuti mwana.

Verenga

Swipe for the next word