Duramazwi · zita
Zvinoreva
(nhanha) Nhanha izwi rinotaurwa nomwana mudiki kana kuti kumwana mudiki asati ava kunyatsogona kutaura, iro richitoreva-wo kuti mwana.
Kunhanha kuita zvinhu zvemandorokwati.

Kana munhu achinzi ndewemanhanha anenge achiyemurika zvikuru nokuda kokuvimbika kwake.
Danhanha rudzi rweduwo rine divi rakashama nokumashure kwakaita mhudhusvu kwekuti kana hove ikapinda, haikwanisi kushozhonoka.
Kunhanha kuita zvinhu zvemandorokwati.
Ndakanhanhwa musoro nezuro, zvekuti ndichatogara chaizvo ndisati ndadudunura vhudzi rangu.
Kana munhu achinzi ndewemanhanha anenge achiyemurika zvikuru nokuda kokuvimbika kwake.
Danhanha rudzi rweduwo rine divi rakashama nokumashure kwakaita mhudhusvu kwekuti kana hove ikapinda, haikwanisi kushozhonoka.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhanhatu
six
VerengaSwipe for the next word