KwaunobvaDuramazwiZzungaira

Duramazwi

zungaira

-zunguruka

Zvinoreva

Kana munhu achinzi akazungaira, anenge achingoita zvinhu zvakapusa, zvinenge zvekusakwana.

1

Kana munhu achinzi akazungaira, anenge achingoita zvinhu zvakapusa, zvinenge zvekusakwana.

Tadiwa akatanga kufamba akananga kumba kwavo apa ainge ongodzungaira semupengo.

Apa ndipo pamunonzi maratidza level remhando yepamusoro chairo rekudzungaira.

Mungamuone seakazungaira zvenyu mwana uya but pfungwa dzake dzinofunga manje.

2

Kuzungaira kungofamba munhu asina kwaakananga chaiko.

Zvakafanana

-zunguruka

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zungairwa

Kana munhu achinzi izungairwa anenge achiita somunhu ane pfungwa dzisina kunyatsokwana.

Verenga

Swipe for the next word