KwaunobvaDuramazwiZzunda

Duramazwi

zunda

-bekura

Zvinoreva

Kana munhu akazunda anenge akatsamwa zvekusada kutaura nevanhu.

1

Kana munhu akazunda anenge akatsamwa zvekusada kutaura nevanhu.

Akati kwesva kwesva achibuda uzunda maaiba chibage, paakanga awaniki-dzwa nevaridzi vemunda.

Kana munhu akazunda anenge akatsamwa zvekusada kutaura nevanhu.

Zvakafanana

-bekura

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zunde

Zunde munda kana basa rinoitwa mumunda wamambo.

Verenga

Swipe for the next word