Duramazwi · zita
zumbu
fowl run
Duramazwi · zita
fowl run
Zumbu chimba chinorara huku.
Zumbu chimba chinorara huku.
Katsi yakati makonzo bibiri, achibva adzokera muzumbu maanga abuda.
Pazumbu rehuku pari kunhuwa chaizvo, kubvira kunaya kwakaita mvura.
Kuti hepu kusimudza chinhu nechimbichimbi uchichikanda mudenga. Akati hepu hukwana achiiikanda muchizumbu.
Duramazwi
01 / 03zumbuka
Kurembera.
VerengaSwipe for the next word