Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zundu igonye jena rinogara mundove.
1
Zundu igonye jena rinogara mundove.
Zundu kugara mundove hunzi neni ndava mombewo.
Zundu igonye jena rinogara mundove.
Kuti dzundu kutema sora nebadza.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zungaira
Kana munhu achinzi akazungaira, anenge achingoita zvinhu zvakapusa, zvinenge zvekusakwana.
VerengaSwipe for the next word