Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zungazunga chigadzirwa chakaita semunhu chinoumbwa nemadhende kana mapepa chomiswa mumunda senzira yoku-vhundusira mhuka.
1

Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zungu
Zungu nderimwe ramashavi anonzi anosvokira vamwe vanhu, votanga kuita zvinhu zvechiru-ngu.
VerengaSwipe for the next word