KwaunobvaDuramazwiZzungunuka

Duramazwi

zungunuka

-zununguka
1

Kubvarapfatika kuzungunuka-zungunuka kunoita munhu kana mhuka iri kuedza kuzvisunungura payakamanikwa.

Kugweda-gweda kuzungunuka kwechinhu nekuda kwekuti hachina kugara zvakanaka.

Rumano mudziyo wokubatisa mapuranga kuti asazungunuka apo anenge achivezwa.

Zvine chekuita

-zununguka

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word