Duramazwi
-dzungudza
Zvinoreva
Kana mhepo ichizunguza miti, inenge ichiita kuti mapazi acho nemashizha acho zvita-mbe-tambe.
1

Tadiwa akangozunguza musoro kwave kutanga kuenda.
Kuti kufu kufu kuzunguza dende kana gaba rine zvinhu zvakaita sembeu kana munyu.
Kumutsa kuzunguza kana kuita chimwe chinhu chinoita kuti munhu akakotsira asvinure.
2

Zvine chekuita
-dzungudza
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zunguzika
Kuzununguka.
VerengaSwipe for the next word