Duramazwi
zungunusa
shake
Duramazwi
shake
Kana munhu achizungunusa danda anenge achirifambisa nokurizunza kuti aone kusimba kwaro.
Kana munhu achizungunusa danda anenge achirifambisa nokurizunza kuti aone kusimba kwaro.
Kana munhu achizungunusa danda anenge achirifambisa nokurizunza kuti aone kusimba kwaro.
Kuti tsuku tsuku kuedza kubvisa chinhu chakabatira zvakasimba panzvimbo yacho, uchiita zvokuchizungunusa.
Kuti tenhe kuzungunusa mukoko kana davi rakamomoterwa nenyuchi, idzo dzichitanga kubhururukira kwese kwese.
Duramazwi
01 / 03zungura
Kana munhu achizungura nzungu murusero, anenge a-chirwutenderedza kuti marara aende pamusoro, nzungu dzosara pasi.
VerengaSwipe for the next word