Duramazwi
Zvinoreva
Kuzununguka.
1
Kuzununguka.
Kungwenda kuzunguzika zvakasimba kunoita nyama dzemuviri nokuda kwechando kana kutya.
Kubvunda kutambatamba kana kuzunguzika kunoita muviri pamusana pokutya kana kutonhorwa.
Kana uchidedera unenge uchizunguzika muviri nokuda kwechando, kutya, nhetemwa kana hasha.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zunguzira
Kuzunguzira kufambisa-fambisa muviri wakamira panhu pamwe. Zunguzira mwana uyu anyarare kuchema.
VerengaSwipe for the next word