Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chichinzi chiri kutamba-tamba chinenge chisina kugara zvakanaka chichizungunuka.
1
Kana chinhu chichinzi chiri kutamba-tamba chinenge chisina kugara zvakanaka chichizungunuka.
Duri raiva rakagadzikwa mungoro raitamba-tamba paimhanya mombe.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tamba tsvina
Kana munhu akakutamba tsvina anenge akuitira chitsotsi.
VerengaSwipe for the next word