KwaunobvaDuramazwiZzununguka

Duramazwi

zununguka

vibrate

Zvinoreva

Kana chinhu chichizununguka chinenge chichifamba-famba, sezvinoita

1

Kana chinhu chichizununguka chinenge chichifamba-famba, sezvinoita

Kuti rengwa rengwa kurembera nekuzununguka kunenge kuchiita chinhu chakarembedzwa.

Kufurufutika kuzununguka zvishoma kunoita munhu akarara kana ava kupinduka.

Kana munhu achihuta muviri wake unenge uchizununguka achitaridza kutya kana kutonhorwa nechando.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zunungusa

zino kana richida kubva.

Verenga

Swipe for the next word