Duramazwi
Zvinoreva
Kuzunguzira kufambisa-fambisa muviri wakamira panhu pamwe. Zunguzira mwana uyu anyarare kuchema.
1

Ndini uyo ndiri kuzunguzira musoro apo ndakanzwa kunanairwa nechokumusana.
Mutambi munhu anogona kushandisa muviri wake, achizunguzira achitevedzera mumhanzi.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zunguzurwa
Zunguzurwa kamwana kedafi kanenge kaine muswe.
VerengaSwipe for the next word