Duramazwi · zita
dombo
boulder · plaque · slate · stone; rock
Duramazwi · zita
boulder · plaque · slate · stone; rock
Dombo chiwanikwa chakaomarara chinowanikwa pasi kana muvhu.
Dombo chikwenzi chinobereka maruva akawanda anotaridzika semazai, anobuda zvikuru mumwedzi waMbudzi.
Dombo chiwanikwa chakaomarara chinowanikwa pasi kana muvhu.
Akatemwa nedombo raive rapotserwa nerekeni achibva angoti dhi. Masvingo makuru emuno akavakwa nematombo akadurukidzaniswa asina kana chakaasunga.
Ko, dombo racho randinobvisa nderipi racho zvino?" akazvibvunza.
Hapano pakubvisa dombo iri kuti aone musuo.
Dombo chicherwa chinokosha, chakaita semadhaimondi, chinogadziriswa zvishongeso zvakasiyana-siyana.
Dombo chikwenzi chinobereka maruva akawanda anotaridzika semazai, anobuda zvikuru mumwedzi waMbudzi.
Ko, dombo racho randinobvisa nderipi racho zvino?" akazvibvunza.
Dombo rakakoromoka richibva mugomo richivhara nzira.
Akapotsera dombo rikarova dhiramu kuti ko.
Duramazwi
01 / 03dombwa
Dombwa ishiri inoruka matendere ayo zvakaisvonaka kwazvo.
VerengaSwipe for the next word