KwaunobvaDuramazwiCchimukute

Duramazwi · zita

chimukute

Zvinoreva

Chimukute kadombo kadiki kakaurungana, kanowanikwa mujecha.

1

Chimukute idombo rakakosha zvikuru rinototorwa pasi sechicherwa.

2

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimukuyu

Chimukuyu inyama yakaomeswa.

Verenga

Swipe for the next word