Duramazwi · zita
chimukuyu
chimugwenochigwemo
Duramazwi · zita
Chimukuyu inyama yakaomeswa.
Chimukuyu inyama yakaomeswa.
Mudzonga inyama inenge yakachekwa kana kuvedzengwa, ichisara iri nhete kuti igoyanikwa kuita chimukuyu.
Kuti gwagwada kuoma sezvingaita nyama yasasikwa kana dehwe raiswa pazuva. Chimukuyu chandadya chakati gwagwada kuoma.
Chigweru izita rinoshandiswa kureva chero chokudya chakaomeswa, sezvakaita nyama yechimukuyu.
chimugweno · chigwemo
Duramazwi
01 / 03chimumumu
dumb
VerengaSwipe for the next word