Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiti aita chinhu chimukiro anenge achireva kuti achiita kubvira nguva yaamuka.
1

Ndanga ndiri kumunda chimukiro, saka handina kuziva kuti kumba kwasvika vaenzi.
Kana munhu achiti aita chinhu chimukiro anenge achireva kuti achiita kubvira nguva yaamuka.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chimuko
Chimuko mubairo waunowana kokupedzisira mushure mokushanda.
VerengaSwipe for the next word