Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chimuka idoro raibva asi risati ranyatsa kuvira.
1
Chimuka idoro raibva asi risati ranyatsa kuvira.
Chimuka idoro raibva asi risati ranyatsa kuvira.
Murume uyo mukangomuti vhiringu munoona achimuka chibhebhenenga.
Kana uchidzimaidza mumwe munhu unenge uchimuka-nganisa kuona kana kufunga zvakanaka.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chimukadziusaenda
Urwu rudzi rwembeu yechibage inokasika kuibva, zvaizopa kufunga kokuti mukadzi haangazotizi nzara kana waira warima mbeu iyoyi.
VerengaSwipe for the next word