Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chimuko mubairo waunowana kokupedzisira mushure mokushanda.
1
Chimuko mubairo waunowana kokupedzisira mushure mokushanda.
Kurovana navanhu ibasa risina chimuko.
Kana munhu akanzi afira rungire anenge ashaya chimuko pane zvaanenge ashandira.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chimukute
Chimukute kadombo kadiki kakaurungana, kanowanikwa mujecha.
VerengaSwipe for the next word