Duramazwi · zita
mubairo
prize
Duramazwi · zita
prize
Chese chinowana munhu sekumutenda kana kumudzorera.
Chese chinowana munhu sekumutenda kana kumudzorera.
Chipundutso mubairo unozowanikwa mushure mekunze munhu ashandira chimwe chinhu.
Kurikicha kushandira munhu, sezvakaita mumunda, kuitira kuti ugozopiwa mubairo.
Nhongameso mubairo unopiwa munhu anenge awana chinhu changa charaswa neumwe munhu.
Duramazwi
01 / 03mubanda
Mubanda muti wakasvibira unowanikwa mumasango matema, unogara uine mashizha manyoro kwekupedzisira kwemapa zi awo.
VerengaSwipe for the next word