Duramazwi · zita
Zvinoreva
Buza chibodzwa chinopi-hwa kutimu inenge yagohwesa pamitambo yokukwikwidzana yakasiyana-siyana.
Buza mubhadharo uno-bviswa nemunhu anenge akanganisa kuti aregererwe.

Zvakafanana
chidzvo · chidungu · pinyoro
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03buzvi
Buzvi rudzi rwetsanga hombe yemurwizi isina mwena pakati.
VerengaSwipe for the next word