KwaunobvaDuramazwiPpinyoro

Duramazwi · zita

pinyoro

Zvinoreva

Pinyoro muripo unobviswa nemunhu kuti aregererwe.

Pinjisi.

1

Pinyoro muripo unobviswa nemunhu kuti aregererwe.

Pinyoro muripo unobviswa nemunhu kuti aregererwe.

2

Pinyoro ndechese chingafanobatiswa munhu akukweretesa zvakaita semari, chichizodzoswa kana chikwereti chabhadharwa. Chinodhuva pamutambo wamakasi ndechokuti unogona kuisa pinyoro yehembe, wobva wadyiwa mari yacho pakare.

3

Pinjisi.

Pinyoro muripo unobviswa nemunhu kuti aregererwe.

Zvakafanana

buza

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pinyu

Kuti pinyu kuzvongonyoka kana kutenderera, kana kusimuka nokukasika.

Verenga

Swipe for the next word