KwaunobvaDuramazwiPpinyingu

Zvinoreva

Kuti pinyingu kumonyoroka, kana kutenderera, kana kusimuka nokukasira.

1

Kuti pinyingu kubheuka, sezvinoita motokari yatadza kukona.

2

Zvine chekuita

pinyu

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pinyingudza

Kana uchipinyingudza chinhu, unenge uchiita kuti chitenderere nokukasira.

Verenga

Swipe for the next word