Duramazwi
monyorora
twist
Duramazwi
twist
Kana uchimonyorora chinhu unenge uchichifambisa uchiita zvokuchitendere-
Kana uchimonyorora chinhu unenge uchichifambisa uchiita zvokuchitendere-
Paakanga achimumonyorora mutsipa ndakanzwa kuti ka ndichibva ndaziva kuti aizoridza mhere chete.
Kumonyorora pfungwa kuita kana kutaura mazwi okuti mumwe munhu avhiringike mumusoro.
Kubunya kutyora chinhu chakaita sechibage chiri padzinde racho uchiita zvokuchimonyorora.
Duramazwi
01 / 03monzora
Kurova zvakasimba nembama kana netsvimbo.
VerengaSwipe for the next word