KwaunobvaDuramazwiMmonyoroka

Duramazwi

monyoroka

-gombonyoka

Zvinoreva

Kana zhira yakamonyoroka inenge isina kururama.

1

Kana zhira yakamonyoroka inenge isina kururama.

Kana munhu achigwayakwaya anenge achimonyoroka-monyoroka nekurwadziwa zvakanyanya.

Kuti pinyingu kumonyoroka, kana kutenderera, kana kusimuka nokukasira.

Kushonyoroka kumonyoroka kunoita munhu anenge achirwadziwa nemudumbu.

2

Kumonyoroka kufambisa muviri, uchiti ukaenda divi iri woenda rimwezve, sezvinoita zongororo kana ukarigumha zvishoma.

Zvakafanana

-gombonyoka

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word