Duramazwi
zvonyongoka
-zvongonyoka
Duramazwi
Kushandarika kuzvonyongoka-zvonyongoka kunoita munhu anenge akarara pasi.
Munhu ane rukudzo nevamwe haagone kuitisa pamuviri mwana weumwe dzokono ozvonyongoka achiramba mhaka yake.
Kana munhu achitapanyuka anenge achizvonyongoka achiedza kuti abude munenge makamanikana.
-zvongonyoka
Duramazwi
01 / 03zvose
whatsoever
VerengaSwipe for the next word