Duramazwi
Zvinoreva
Kufunga.
Kupinimika kuzvongonyoka nokukasika kunoita chinhu chinenge chachekwa, semuswe wedzinyu wabviswa pamutumbi.
Kufunga.
Kupinimika kufamba kwemuswe kana besu, kubva kune rimwe divi kuenda kune rimwe.

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pinimini
Kuti pinimini kuzvongonyoka nokukasika, sezvinota muswe wagurwa pachipuka chipenyu.
VerengaSwipe for the next word