Duramazwi
Zvinoreva
Kupfurupfutika kugwinha kunoita muviri kunongokaruka kwangoitika, sezvinoita munhu ane tsviyo.
1

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfurupfutu
Kana chinhu chichiti pfurupfutu muviri wacho unenge uchigwinha, sezvinoita huku yachekwa nebanga yoda kufa, kana munhu abatwa nezvipusha.
VerengaSwipe for the next word