KwaunobvaDuramazwiPpfurupfutudza

Duramazwi

pfurupfutudza

Zvinoreva

Kana uchipfurupfutudza chinhu unenge uchiita kuti muviri wacho ugwinhe-gwinhe, zvikuru kana wachicheka nebanga chava kufa.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfurutsira

Kana uchipfurutsira mudziyo kana saga, unenge uchirizadzisa nezviyo kana chibage, asi kwete zvinhu zvakaita mvura.

Verenga

Swipe for the next word