Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chichipakanyika chinenge chichifamba zvishoma, chichitendeudza muviri wacho nokuzvongonyoka.
1

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pakapaka
Kana vanhu vakati pakapaka kushanda vanenge vaita basa nekuchimbidza richibva rangopera pakarepo. Vakapinda rungwanani vachibva vangoti pakapaka kusakura, zvekuti zuva rakatozobuda vatochaisa.
VerengaSwipe for the next word