KwaunobvaDuramazwiPpakapaka

Duramazwi

pakapaka

Zvinoreva

Kana vanhu vakati pakapaka kushanda vanenge vaita basa nekuchimbidza richibva rangopera pakarepo. Vakapinda rungwanani vachibva vangoti pakapaka kusakura, zvekuti zuva rakatozobuda vatochaisa.

1

Kana vanhu vakati pakapaka kushanda vanenge vaita basa nekuchimbidza richibva rangopera pakarepo. Vakapinda rungwanani vachibva vangoti pakapaka kusakura, zvekuti zuva rakatozobuda vatochaisa.

Kuita umbiriri-mbiriri kusweroshanda zvekuti pakapaka basa richibva rangopera ipapo sezviya zvinoita masvosve.

Pavakaona mvura youya vakabva vaita chipakapaka kukokorodza mombe kuti vanodzitenhera.

Kana basa rikaitwa chipakapaka rinenge rashandwa nekuchimbidza, zvekuti rinobva rapera ipapo.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word