KwaunobvaDuramazwiPpakata

Duramazwi

pakata

Zvinoreva

Nyakata.

Kupakata chinhu kuchitakura chiri pamutsipa kana pabipito.

Kuti pakata kutakura zvombo mumaoko. Akanga akati pakata mapfumo ake achienda kunovhima.

1

Nyakata.

Rombe pakata hana mukaka ndowavaridzi.

Kunzi pakata handi kunzi ridza.

Kuti pakata kutakura zvombo mumaoko. Akanga akati pakata mapfumo ake achienda kunovhima.

2

3

Kana munhu achinzi akapakata anenge akatakura chombo chakaita sepfuti kana uta nemiseve.

4

Chibage chinonzi chakapakata kana munda wose uine miguri yakanyatsosvika.

5

Kuti pakata kutakura zvombo mumaoko. Akanga akati pakata mapfumo ake achienda kunovhima.

Rombe pakata hana mukaka ndowavaridzi.

Kunzi pakata handi kunzi ridza.

Kuti pakata kutakura zvombo mumaoko. Akanga akati pakata mapfumo ake achienda kunovhima.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word