Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana chinhu chichinzi chiri pakati napakati chinenge chisina divi rachinganzi ndiko kwachingaverengerwa.
1
Kana chinhu chichinzi chiri pakati napakati chinenge chisina divi rachinganzi ndiko kwachingaverengerwa.
Musikana uyu haasi mutema uye haasi mutsvuku. Ari pakati napakati.
Iyi inguva iri pakati napakati pomutambo, panochinjana vatambi magedhe okugohwesa.
2
Kana mutongi wemhosva achinzi ari pakati napakati anenge a-
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pakati nepakati
moderate
VerengaSwipe for the next word