KwaunobvaDuramazwiFfukunya

Duramazwi

fukunya

Zvinoreva

Kufukunya kugutsurira musoro kunoita munhu ane-nge ava kutsumwaira.

1

Kufukunya kuzvonyongoka kunoita gonye kana richifamba.

2

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fukunyura

Kukonzera kuti chinhu chifukunyuke.

Verenga

Swipe for the next word