Duramazwi
Zvinoreva
Kuchera kana kuteta pasi zvishoma zvishoma.
1
Kuchera kana kuteta pasi zvishoma zvishoma.
Kupfukusa moto kutora danda, wobaya mamwe matanda arimo kuti ugonyatsopfuta.
Kufukusa kurwadza kana kuswinya, sezvinoita ronda rava kuda kuzobuda urwa.
Kana uchipfukusa munhu unenge usingamupi nguva yokuti awane rugare.
2
Kufukusa kuchera mwena zvishoma nezvishoma muvhu rakaregedzana.
3
Kufukusa kurwadza kana kuswinya, sezvinoita ronda rava kuda kuzobuda urwa.
4
Kana uchifukusa mwoto u-
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fukusha
Kana munhu achifukusha pasi anenge achifamba mitunhu mirefu netsoka.
VerengaSwipe for the next word