KwaunobvaDuramazwiTtukutira

Duramazwi

tukutira

-fukunyidza-tukunyudza

Zvinoreva

Kupinda pakamanikidzika.

1

Kupinda pakamanikidzika.

Kana munhu akatukutira waya anenge aiyambuka nepasina gedhe, achiita yokutanyanga.

Kana gonye kana chimwewo chinhu chikatukutira chinenge chafukunura ivhu chichipinda pasi.

2

Kutukutira kuzvimanikidza kupinda pausingakwani.

3

Kana munhu akatukutira waya anenge aiyambuka nepasina gedhe, achiita yokutanyanga.

4

Kana gonye kana chimwewo chinhu chikatukutira chinenge chafukunura ivhu chichipinda pasi.

Zvakafanana

-fukunyidza · -tukunyudza

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word