KwaunobvaDuramazwiTtukura

Duramazwi

tukura

-boza

Zvinoreva

Kutukura kugara upenyu hwakanaka, uine zvose zvaunoda.

1

Kutukura kuwana chinhu chaunenge uchida, usina kuchitambudzikira.

Kutukura kukava bhora kuti riende mudenga.

2

3

4

Kufatsa.

Zvakafanana

-boza

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tukushu

Kana munhu akati tukushu anenge audzwa kuti aite chimwe chinhu asi iye ongoramba akamira nokuda kwekupusa.

Verenga

Swipe for the next word