KwaunobvaDuramazwiTtukunyuka

Duramazwi

tukunyuka

Zvinoreva

Kutukunyuka kungoereka munhu anga asingaonekwi abuda pachena.

1

Kutukunyuka ku mera kwehowa, hunongoerekana hwadhuura ivhu hwabuda.

Kutukunyuka kubuda pachuru kunoita ishwa kana tsambarafuta.

2

3

4

Kutukunyuka kusimuka nokuchimbidzika.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tukunyura

Kutukunyura kuwana chinhu chaunoda usingazvifungiri.

Verenga

Swipe for the next word