Duramazwi
dzumbunuka
reappear
-yangaruka
Duramazwi
reappear
Kana chinhu chikadzumbunuka chinenge changokaruka chavapo chichibva nechapasi. Garwe rakadzumbunuka pedyo nepatairedza hove, tikatiza tichisiya zviredzo zvedu.
Kana chinhu chikadzumbunuka chinenge changokaruka chavapo chichibva nechapasi. Garwe rakadzumbunuka pedyo nepatairedza hove, tikatiza tichisiya zviredzo zvedu.
-yangaruka
Duramazwi
01 / 03dzumbunura
Kana uchidzumbunura chinhu unenge uchiita kuti chibude pachena. Mutikitivha akadzu-mbunura nyaya yokuurayiwa kwaMuchaneta sokutamba.
VerengaSwipe for the next word