Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchidzumbunura chinhu unenge uchiita kuti chibude pachena. Mutikitivha akadzu-mbunura nyaya yokuurayiwa kwaMuchaneta sokutamba.
1
Kana uchidzumbunura chinhu unenge uchiita kuti chibude pachena. Mutikitivha akadzu-mbunura nyaya yokuurayiwa kwaMuchaneta sokutamba.
Dzumbunura matambudziko anosanganikwa nawo nevanhukadzi mubhuku Tambaoga Mwanangu.
Dzumbunura mapishapisha anosanganikwa nawo nemutambi Tambaoga uye kuti anopera sei.
Nyatsodzumbunura zvinoitwa nevatambi vashanu vaunozvisarudzira zvinosundira nyaya iri munhuku mberi.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzumburudza
Kudzungisa munhu kumuita kuti atambure zvikuru.
VerengaSwipe for the next word