Duramazwi02 / 03dzungisaKana uchidzumburudza imba unenge uchiizora uchi madhaka pasi kana kumadziro kuti inake mukati. Mai vangu vanogarodzudzura mumba medu nendove.Verenga→