Duramazwi
dzungu
dizziness
Duramazwi
dizziness
Dzungu kuita zvinhu uchipaparika usina kunyatsofunga. Mukomana wedzungu akarohwa wa asvikonyenga mukadzi womunhu.
Dzungu kuita zvinhu uchipaparika usina kunyatsofunga. Mukomana wedzungu akarohwa wa asvikonyenga mukadzi womunhu.
Vakaona kuti dzungu rese iri vaifanha kuripedza nekuti Mamoyo ainyanya kuzviregerera.
Ko ini munhu ane dzungu ndinombomuda here?.
Ndaive ndakutonzwa dzungu chairo nenzara.
Duramazwi
01 / 03dzungudza
pudza, -kapadza. -gutsurira. 2 Kudzungudza musoro kuuzunza uchiratidza kusatenda kana kushamisika nezvaunenge wanzwa kana kuona. Vakatukana zvekuti vanhu vaive vakateerera vakasara vachingo-dzungudza musoro.
VerengaSwipe for the next word