Duramazwi · zita
manyemwe
frenzy
Duramazwi · zita
frenzy
Manyemwe kuita kwemunhu anoda kuonererwa.
Manyemwe kuita kwemunhu anoda kuonererwa.
Ndaisave muroyi zvangu but izvo zvinhu zvacho zvakatozonyanyawo kuita manyemwe acho ndavepo.
Kwaniko baTakue vaisamboita manyemwe ekusimudzira mukadzi wavo ruoko nokuti aizova kanda mashoko.
Kwave kupedzisa havo ko Tadiwa wacho anga aita mabuscuits akudururira manyemwe ka plus ka excitement yekuona kuti Batakue vachenera iye.
Manyemwe kuita zvinhu zvinotaridza kuti wafara zvakanyanya, zvokutadza kuzvibata.
Kuita manyemwe kudenha mumwe, uchimuitira zvinosvota.
Duramazwi
01 / 03manyena
Manyena munhu ane setswa dzakanyanya.
VerengaSwipe for the next word