KwaunobvaDuramazwiMmanyengavana

Duramazwi · zita

manyengavana

Zvinoreva

Uyu munhu anogara akafara nguva zhinji zvokuti vana vadiki vanomufarira.

1

Uyu munhu anogara akafara nguva zhinji zvokuti vana vadiki vanomufarira.

Makurukota aya akanga ari mana, VaPfumojena, VaMombeshora, VaManyengavana naVaDambanemhuka.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manyenyengwa

Manyenyengwa marara anoraswa pakumenya kana kudya ipwa.

Verenga

Swipe for the next word