KwaunobvaDuramazwiMmanyepo

Duramazwi · zita

manyepo

heresy · lie

Zvinoreva

Manyepo kutaura zvinhu zvisiri zvechokwadi.

1

Manyepo kutaura zvinhu zvisiri zvechokwadi.

Kunwa kwavakaita drink rangu ndakaziva zvangu kuti aive manyepo kuti vati vainzwa nyota.

Ugoona ndaive ndisati ndambofunga manyepo ekuzotaura kwavari.

Manomano manyepo anorukwa nemunhu kuti awane zvaanoda, vanhu vachiti ichokwadi.

Zvakafanana

nhema

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manyerekete

Aya mavara akasiyana-siyana anenge ari pahembe kana pane chimwewo chinhu. Chuma chine manyerekete chinoyedza chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word