Kwaunobva/Duramazwi/N/ndeke
Duramazwi · zita
Manyepo.
Kutenda kukuru kunopiwa UNICEF inova yakatibatsira zvikuru nemari yekushandisa kuti basa redu riendeke.
Duramazwi
ndekede
Ndekede muchero unowanikwa mumhendereke-dzo dzenzizi.
ndemo
Ndemo kuramba kuita zvaunenge wanzi uite.
ndendende
Ndendende mwana anotanga kubuda mazino epamusoro epasi asati abuda.
Swipe for the next word